3 Johani 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mudikani shamwari, ndinonyengetera kuti uve noutano hwakanaka uye kuti zvose zvikunakire kunyange sokufara kwomweya wako.

3 Johani 1

3 Johani 1:1-9