Ndinovimba kuti ndichakuonai nokukurumidza, uye tichazotaurirana chiso nechiso.Rugare kwamuri. Shamwari dziri kuno dzinokukwazisai. Kwazisai shamwari dziri ikoko namazita avo.