2 Vakorinde 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatisi kuedza kuzvirumbidza kwamuri zvakare, asi tiri kukupai mukana wokuti muzvirumbidze nokuda kwedu, kuti mugone kupindura vaya vanozvirumbidza nokuda kwezvinhu zvinoonekwa panzvimbo yezvinhu zviri mumwoyo.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:5-20