2 Vakorinde 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye akati kwandiri, “Nyasha dzangu dzakakukwanira, nokuti simba rangu rinozadziswa muutera.” Naizvozvo ndichanyanya kuzvirumbidza pamusoro poutera hwangu, kuitira kuti simba raKristu rigova pamusoro pangu.

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:1-12