2 Vakorinde 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndicharamba ndichiita zvandiri kuita kuti ndishayise nzira kuna avo vanotsvaka mukana wokuti vaenzaniswe nesu pazvinhu zvavanozvirumbidza nazvo.

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:6-16