2 Vakorinde 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatidi kuti murege kuziva, hama, pamusoro pamatambudziko akatiwira tiri mudunhu reEzhia. Takaremerwa kwazvo, kupfuura zvatagona kutsunga, zvokuti takademba kufa.

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:1-10