2 Vakorinde 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana tichitambudzika, zvinoitirwa kunyaradzwa kwenyu noruponeso rwenyu, kana tichinyaradzwa, zvinoitirwa kunyaradzwa kwenyu, kunobereka mamuri kutsungirira pamatambudziko iwayo atinotambudzika nawo.

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:1-13