2 Vakorinde 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ivo vanotinyaradza pamatambudziko edu ose, kuti tigone kunyaradza avo vari mumatambudziko nokunyaradza kwatakawana isu kubva kuna Mwari.

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:3-10