2 Vakorinde 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakaronga izvi, ndakazviita ndisingarevesi here? Kana kuti ndinoita urongwa hwangu nenzira yenyama here, zvokuti ndingati nenzira imwe cheteyo, “Hongu, hongu” uye “Kwete, kwete.”

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:11-18