2 Timoti 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kuti kubva pauduku wakaziva Magwaro matsvene, anogona kukupa uchenjeri hunosvitsa kukuponeswa kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu.

2 Timoti 3

2 Timoti 3:9-17