2 Timoti 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi pakutanga, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri.

2 Timoti 1

2 Timoti 1:1-6