2 Samueri 6:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Ndichazvideredza kupfuura izvi, uye ndichazvininipisa pachangu. Asi kana vari varandakadzi vawareva, ndichakudzwa navo.”

23. Uye Mikari mwanasikana waSauro haana kubereka vana kusvikira pazuva rokufa kwake.

2 Samueri 6