2 Samueri 21:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakavazve nehondo pakati pavaFiristia navaIsraeri. Dhavhidhi akaburuka navanhu vake kundorwa navaFiristia, uye akaneta kwazvo.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:8-22