2 Samueri 2:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhineri akadanidzira kuna Joabhu achiti, “Ko, munondo ucharamba uchingoparadza nokusingaperi here? Hauoni kuti izvi zvichavava pakupedzisira here? Uchasvika kupiko usati warayira vanhu vako kuti varege kudzinganisana nehama dzavo?”

2 Samueri 2

2 Samueri 2:24-27