2 Samueri 12:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha akatuma Natani kuna Dhavhidhi. Paakasvika kwaari, akataura akati, “Pakanga pana varume vaviri mune rimwe guta, mumwe akanga akapfuma mumwe ari murombo.

2. Mupfumi uyu akanga ana makwai mazhinji kwazvo uye nemombe zhinji,

2 Samueri 12