2 Samueri 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Dhavhidhi akatuma munhu kundobvunza nezvomukadzi uyu. Murume akatumwa akati, “Ko, uyu haasi Bhatishebha here mwanasikana waEriamu mukadzi waUria muHiti?”

2 Samueri 11

2 Samueri 11:1-12