2 Makoronike 8:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

maererano nezvaidikanwa zuva nezuva pazvipiriso sokurayirwa kwazvakanga zvaitwa naMozisi pamaSabata, Kugara kwoMwedzi weChingwa Chisina Mbiriso, Mutambo waMavhiki noMutambo waMatumba.

2 Makoronike 8

2 Makoronike 8:5-16