2 Makoronike 8:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Kwapera makore makumi maviri, munguva iyo Soromoni akavaka temberi yaJehovha nomuzinda wake,

2. Soromoni akavaka patsva misha yaakanga apiwa naHiramu, akagarisa vaIsraeri mairi.

3. Ipapo Soromoni akaenda kuHamati Zobha, akandorikunda.

2 Makoronike 8