2 Makoronike 6:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Soromoni akati, “Jehovha akati achagara mugore dema.

2. Ndakuvakirai temberi yakanaka kwazvo, nzvimbo yokuti mugare nokusingaperi.”

3. Ungano yose yaIsraeri ichakamirapo, mambo akatendeukira kwavari akavaropafadza.

4. Ipapo akati, “Ngaarumbidzwe Jehovha, Mwari waIsraeri iye azadzisa namaoko ake zvaakavimbisa nomuromo wake kuna baba vangu Dhavhidhi. Nokuti akati,

2 Makoronike 6