2 Makoronike 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akagadzirazve madhishi okusukira gumi akaisa mashanu kudivi rezasi, uye mashanu kudivi rokumusoro. Zvinhu zvose zvaizoshandiswa pazvipiriso zvinopiswa zvaisukirwamo, asi Gungwa raizoshandiswa navaprista pakushamba.

2 Makoronike 4

2 Makoronike 4:2-16