2 Makoronike 36:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatakura vose vakanga vasara muutapwa avo vakanga vapunyuka kubva pamunondo uye vakava varanda vake nevevanakomana vake kusvikira pakutanga umambo hwePezhia kutonga.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:11-23