2 Makoronike 35:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Josia akapemberera Pasika kuna Jehovha muJerusarema, uye gwayana rePasika rakaurayiwa pazuva regumi neina romwedzi wokutanga.

2. Akamisa vaprista pamabasa avo akavakurudzira kuti vashumire mutemberi yaJehovha.

2 Makoronike 35