2 Makoronike 34:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakurayira kwake aritari dzavana Bhaari dzakaputsirwa pasi; akatematema aritari dzezvinonhuwira dzaiva pamusoro padzo akaparadza matanda aAshera, zvifananidzo nezviumbwa izvi akazviputsa kuita zvidimbu zvidimbu akazviparadzira pamakuva avanhu vaibaira kwazviri.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:2-13