2 Makoronike 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamberi petemberi akagadzira mbiru mbiri, dzose pamwe chete dzakanga dzakareba makubhiti makumi matatu namashanug, mbiru imwe neimwe yaiva nomusoro pamusoro payo wakanga wakareba makubhiti mashanu.

2 Makoronike 3

2 Makoronike 3:9-17