2 Makoronike 29:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tagadzira uye tanatsa midziyo yose yakabviswa naMambo Ahazi mukusatendeka kwake paakanga ari mambo. Zvino yava pamberi pearitari yaJehovha.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:15-25