2 Makoronike 29:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia aiva namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namapfumbamwe. Zita ramai vake rainzi Abhija mwanasikana waZekaria.

2 Makoronike 29

2 Makoronike 29:1-5