2 Makoronike 22:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veJerusarema vakaita Ahazia, mwanakomana waJehoramu mudiki pane vose, mambo panzvimbo yake, nokuti vaipamba vakanga vauya navaArabhu muJudha, vakanga vauraya vamwe vanakomana vake vakuru. Saka Ahazia, mwanakomana waJehoramu mambo weJudha, akatanga kutonga.

2 Makoronike 22

2 Makoronike 22:1-10