2 Makoronike 20:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume veJudha pavakasvika panzvimbo yakatarisana nerenje vakatarisa kwaiva nehondo huru vakangoona mitumbi yavanhu vakafa vakati rakata pasi; hapana akapukunyika.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:14-33