2 Makoronike 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri ipapo akarayira akati, “Torai Mikaya mumutumire kuna Amoni mutongi weguta nokuna Joashi mwanakomana wamambo.

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:24-31