2 Makoronike 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wake wakanga wakazvipira kunzira dzaJehovha uyezve akabvisa nzvimbo dzakakwirira namatanda aAshera kubva muJudha.

2 Makoronike 17

2 Makoronike 17:1-11