2 Makoronike 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha pavakaona kuti vazvininipisa shoko iri raJehovha rakauya kuna Shemaya richiti, “Nokuda kwokuti vazvininipisa, handichavaparadzi asi munguva pfupi ndichavanunura. Kutsamwa kwangu hakuchadururirwa paJerusarema kubudikidza naShishaki.

2 Makoronike 12

2 Makoronike 12:4-12