2 Makoronike 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muprofita Shemaya akauya kuna Rehobhoamu nokuvatungamiri veJudha vakanga vaungana muJerusarema vachitya Shishaki, akati kwavari, “Zvanzi naJehovha, ‘Makandirasa; naizvozvo zvino ndava kukurasirai kuna Shishaki.’ ”

2 Makoronike 12

2 Makoronike 12:1-7