2 Makoronike 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nengoro chiuru namazana maviri navatasvi vamabhiza zviuru makumi matanhatu navarwi vokuRibhiya, Suki neEtiopia vakanga vasingaverengeki vaakauya navo kubva kuIjipiti,

2 Makoronike 12

2 Makoronike 12:1-12