2 Makoronike 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mabasa okutonga kwaRehobhoamu kubva kutanga kwake kusvikira kwokupedzisira, haana kunyorwa here mubhuku renhoroondo raShemaya muprofita neraIdho muoni? Paiva nokurwisana nguva dzose pakati paRehobhoamu naJerobhoamu.

2 Makoronike 12

2 Makoronike 12:7-16