2 Makoronike 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge chinzvimbo chaRehobhoamu samambo chasimbiswa, uye paakanga asimba, iye neIsraeri yose pamwe chete vakasiya murayiro waJehovha.

2 Makoronike 12

2 Makoronike 12:1-9