2 Madzimambo 8:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore reshanu raJoramu mwanakomana waAhabhu mambo weIsraeri, Jehoshafati ari mambo weJudha, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati akatanga kutonga kwake samambo weJudha.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:8-19