2 Madzimambo 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weMoabhu akati aona kuti akundwa, akatora varume mazana manomwe vaiva neminondo kuti varwise vaende kuna Mambo weEdhomu, asi vakakonewa.

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:19-27