2 Madzimambo 23:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro Neko akagadza Eriakimi mwanakomana waJosia kuti ave mambo panzvimbo yababa vake uye Josia akashandura zita raEriakimi kuti rive Jehoyakimi. Asi akatora Jehoahazi akaenda naye kuIjipiti, uye ndiko kwaakafira.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:30-37