2 Madzimambo 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Boka ravaprofita vapaJeriko, avo vakanga vakatarisa, vakati, “Mweya waEria wagara pamusoro paErisha.” Uye vakaenda kundosangana naye vakakotamira pasi pamberi pake.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:7-24