2 Madzimambo 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvisa matunhu akakwirira, akaputsa matombo okunamata, uye akatema matanda aAshera. Akaputsaputsa nyoka yendarira yakanga yaitwa naMozisi, nokuti kusvikira panguva iyoyo vaIsraeri vakanga vachipisira zvinonhuwira kwairi. (Yakanga ichinzi Nehushitani.)

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:1-9