2 Madzimambo 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akaita zvakanaka pamberi paJehovha, asi kwete sezvakaitwa nababa vake Dhavhidhi. Pazvinhu zvose akatevera muenzaniso wababa vake Joashi.

2 Madzimambo 14

2 Madzimambo 14:1-8