2 Madzimambo 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joashi akati kuvaprista, “Unganidzai mari yose inouyiswa sezvipiriso zvakatsaurwa kutemberi yaJehovha, mari inounganidzwa, pakuverengwa kwavanhu, mari inogamuchirwa iri yemhiko, nemari inouyiswa kutemberi vanhu vachida havo.

2 Madzimambo 12

2 Madzimambo 12:3-9