2 Madzimambo 12:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Yakaripirwa kuvarume vaishanda, ivo vakaishandisa kugadzira temberi.

15. Havana kubvunza mashandisirwo ayo kuna avo vavakapa mari kuti varipire vashandi, nokuti vakashanda vakatendeka zvakakwana.

16. Mari yaibva kuzvipiriso zvemhosva nezvipiriso zvechivi haina kuuyiswa mutemberi yaJehovha; yakanga iri yavaprista.

2 Madzimambo 12