2 Madzimambo 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu akati asvika kuSamaria, akauraya vakasara vose veimba yaAhabhu; akavaparadza, sezvakanga zvarehwa neshoko raJehovha kuna Eria.

2 Madzimambo 10

2 Madzimambo 10:14-26