2 Madzimambo 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eria akamupindura akati, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke uchibva kudenga ukuparadze iwe navanhu vako makumi mashanu!” Ipapo moto wakaburuka uchibva kudenga ukamuparadza iye navanhu vake.

2 Madzimambo 1

2 Madzimambo 1:4-18