1 Vatesaronika 5:25-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Hama, tinyengeterereiwo. Kwazisai hama dzose nokutsvoda kutsvene. Ndinokurayirai pamberi paIshe