1 Vatesaronika 5:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino, hama, kana dziri nguva kana misi hatifaniri kuti tikunyorerei,

2. nokuti imi munoziva kwazvo kuti zuva raShe richauya sembavha usiku.

1 Vatesaronika 5