1 Vakorinde 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi isu tina Mwari mumwe chete, ivo Baba, zvinhu zvose zvakabva kwavari uye ndivo vatinoraramira; uye tina She mumwe chete, Jesu Kristu, zvinhu zvose zvakavapo kubudikidza naye, uye nesu tinorarama kubudikidza naye.

1 Vakorinde 8

1 Vakorinde 8:1-10