1 Vakorinde 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, ngakurege kuva nomumwe anoramba kumugamuchira. Muperekedzei parwendo rwake norugare kuti akwanise kuuya kwandiri. Ndiri kumutarisira pamwe chete nehama.

1 Vakorinde 16

1 Vakorinde 16:6-16