1 Vakorinde 15:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino hama, ndinoda kukuyeuchidzai vhangeri randakakuparidzirai, iro ramakagamuchira uye ramakamira mariri.

1 Vakorinde 15

1 Vakorinde 15:1-9